Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAROMA 1-3

Ramba Uchidzidzisa Hana Yako

Ramba Uchidzidzisa Hana Yako

2:14, 15

Hana yedu ichatitungamirira zvakanaka kana

  1. tikaidzidzisa chokwadi cheBhaibheri chisingachinji

  2. tikaiteerera painotiyeuchidza nezvechokwadi ichocho

  3. tikanyengeterera mweya mutsvene kuti utibatsire kukunda zvishuwo zvenyama yedu ine chivi.​—VaR 9:1.