NHARIREYOMURINDI March 2015 | Jesu Anotiponesa—Pachii?

Anotiponesa pana Dhiyabhorosi here, pahasha dzaMwari, kana kuti zvimwewo?

NYAYA IRI PAKAVHA

Sei Tichida Kuponeswa?

Zvine musoro here kuti Mwari ane rudo atipe chido ichocho, izvo zvisingakwanisike?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kufa Uye Kumuka kwaJesu—Kunoita Kuti Uwanei?

Pane zvinhu zvitanhatu zviri muBhaibheri zvinoratidza kuti kufa kwemunhu mumwe chete kunoponesa sei vakawanda.

NYAYA IRI PAKAVHA

Rufu rwaJesu Rwuchayeukwa—Riini Uye Kupi?

Muna 2015, musi wakataura Jesu kuti tinofanira kuyeuka rufu rwake unoenderana nemusi weChishanu 3 April, zuva ranyura.

OUR READERS ASK

Isita Imhemberero yechiKristu Zvechokwadi Here?

Nyanzvi dzinoongorora zvakaitika kare dzinotii nezvemhemberero iyi yakakurumbira?

NYAYA YEUPENYU

Jairo Anoshandisa Maziso Chete Pakushumira Mwari

Pasinei nekuti anorwara nemhando iyi yechirwere chakaipisisa checerebral palsy, Jairo anorarama upenyu hune chinangwa.

Waizviziva Here?

Kodzero yemuapostora Pauro yekuva chizvarwa cheRoma yakamubatsira sei? Vafudzi vaibhadharwa sei munguva inotaurwa muBhaibheri?

Zvipo Zvaikodzera Kupiwa Mambo

Kunyange zvazvo zvinonhuwirira zvazara kwose kwose mazuva ano, munguva inotaurwa muBhaibheri, zvimwe zvacho zvaikosha segoridhe.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Pamusangano wekuyeuka rufu rwaJesu, ndivanaani vanofanira kudya chingwa nekunwa waini?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Tinofanira Kunamata Zvifananidzo Here?

Mwari ane basa nazvo here kuti washandisa zvifananidzo kana zvidhori pakumunamata?