NHARIREYOMURINDI March 2014 | Zvawakaitirwa naMwari
Mwari anotipa upenyu uye zvatinoda kuti tinakidzwe neupenyu, asi izvi ndizvo chete zvatinoda here?
NYAYA IRI PAKAVHA
Zvawakaitirwa naMwari
Mutemo waMwari wokutsiva “upenyu noupenyu” unotibatsira kunzwisisa chikonzero nei Mwari “akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga.”
NYAYA IRI PAKAVHA
Chiitiko Chausingafaniri Kupotsa
Tapota uya uzobatana nesu pakuchengeta Chirangaridzo Cherufu rwaJesu.
NYAYA YEUPENYU
Kurwara Kwangu Kunondisimbisa
Kutenda kunoita kuti mukadzi anorarama ari pawiricheya awane “simba rinopfuura renguva dzose.”
Mwari Anoona Sei Kubatana Kwezvitendero?
Tinofanira kutsvaka kuwirirana uye kunamata pamwe chete tisingafungiwo zvimwe zvinhu here? Mhinduro yeBhaibheri inogona kukushamisa.
Kuita Kuti Shoko raMwari Rizivikanwe muSpain Yekare
Vana vechikoro vanonyora Magwaro pamatombo vakafanana pakudii nevanhu vanoparadzira Bhaibheri muchivande?
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Chivi chemunhu wokutanga, Adhamu, chinobatana nerufu rwaJesu. Sei?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Bhaibheri Rinoti Chii nezveIsita?
Ona kwakatangira zvinhu zvishanu zvine chokuita nemhemberero yeisita.

