NHARIREYOMURINDI December 2013 | Mwari Anokosha Here Muupenyu Hwedu?

Vanhu vakawanda vanofunga kuti Mwari haakoshi kwavari uye havana nguva yokutombofunga nezvake. Kuziva Mwari kune zvakunobatsira here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Nei Pachimuka Mubvunzo Uyu?

Ona zvimwe zvikonzero zvinoita kuti vakawanda vanoti vanotenda muna Mwari vasarudze zvokuita vasingambofungi nezvake.

NYAYA IRI PAKAVHA

Nei Mwari Achikosha Muupenyu Hwedu?

Ona kuti kuva neukama naMwari kunogona sei kuita kuti uve neupenyu hunofadza uye hune chinangwa.

NYAYA YEUPENYU

Ndakasarudza Kushumira Jehovha Kwoupenyu Hwangu Hwose

Asarirwa nemwedzi mishoma kuti awane dhigirii rezvokuvaka, Bill Walden akasarudza kuchinja zvaaida kuita muupenyu. Ona kuti kusarudza kwaakaita kushumira Mwari mubasa renguva yakazara kwakachinja sei upenyu hwake.

SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA

“Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

Unoda kurarama munyika inenge isisina kurwadziwa, kutambura uye rufu here? Ona kuti Mwari achazadzisa sei vimbiso yake.

‘Uchachera Mhangura Mumakomo’

Zvichangobva kuwanikwa nevanochera matongo zvinoratidza kuti mhangura yaishandiswa munguva dzinotaurwa muBhaibheri.

DZIDZISAI VANA VENYU

Jesu Kristu—Tinofanira Kuyeukei Nezvake?

Tinofanira kungoyeuka Jesu sekamwana kacheche here? Ndivanaani vaiva “varume vakachenjera” vakauya kuzoona Jesu? Jesu ari kuitei iye zvino?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Chinangwa chokudzoka kwaKristu ndechei? Achadzoka sei uye zvii zvaachaita?

Zvimwe Zviri paIndaneti