Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 VAKORINDE 4-6

“Mbiriso Shomanana Inovirisa Mukanyiwa Wose”

“Mbiriso Shomanana Inovirisa Mukanyiwa Wose”

5:1, 2, 5-11, 13

Urongwa hwekudzinga hunoratidza rudo. Asi sei tichiti rudo asi izvo zvichirwadza?

Kudzinga kunoratidza kuti tinoda . . .

  • Jehovha nekuti kunokudza zita rake dzvene.—1Pe 1:15, 16

  • ungano nekuti kunoichengetedza kuti isasvibiswa.—1VaK 5:6

  • mutadzi wacho nekuti zvinomubatsira kuti apengenuke.—VaH 12:11

Ungabatsira sei vaKristu vanenge vari mumhuri ine munhu anenge adzingwa?