Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 27–April 2

JEREMIYA 12-16

March 27–April 2
  • Rwiyo 135 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • VaIsraeri Vakakanganwa Jehovha”: (10 min.)

    • Jer 13:1-5—Jeremiya akateerera paakaudzwa naJehovha kuti anoviga bhandi rerineni, kunyange zvazvo zvakanga zvisiri nyore (jr 51 ¶17)

    • Jer 13:6, 7—Jeremiya paakazodzokera kunotora bhandi racho, akafamba rwendo rwakareba, ndokuwana raora (jr 52 ¶18)

    • Jer 13:8-11—Jehovha akanga achida kuratidza kuti ukama hwepedyo hwaaiva nahwo nevaIsraeri hwaizoparara nemhaka yekusateerera kwavaiita (jr 52 ¶19-20; it-1-E 1121 ¶2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 12:1, 2, 14—Jeremiya akabvunza Jehovha kutii, uye akapindurwa kuti chii? (jr 118 ¶11)

    • Jer 15:17—Jeremiya aiona sei nyaya yeshamwari, uye tingamutevedzera sei? (w04 5/1 11 ¶16)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 13:15-27

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye vhidhiyo yacho—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye vhidhiyo yacho—Siya pekuzotangira.

  • Hurukuro: (6 min.) w16.03 29-31—Musoro: Vanhu vaMwari Vakatapwa Riini neBhabhironi Guru?

KURARAMA KWECHIKRISTU