Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Kuyeuka Rufu rwaJesu

Kuyeuka Rufu rwaJesu

Gore negore, Zvapupu zvaJehovha zvinotevedzera zvakataurwa naJesu pakuyeuka rufu rwake. (Ruka 22:19, 20) Tinokukoka kuti uvepowo pamusangano uyu unokosha. Pamusangano wacho uchadzidza kuti zvakaitwa naJesu uye kufa kwaakaita zvingakubatsira sei.