Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 106-109

“Ongai Jehovha”

“Ongai Jehovha”

Nei vaIsraeri vakakurumidza kukanganwa kuponeswa kwavakaitwa naJehovha?

106:7, 13, 14

  • Vakabvisa pfungwa dzavo pana Jehovha vakatanga kuita zvaidiwa nemwoyo yavo

Ungaita sei kuti urambe uchiratidza kuti unoonga?

106:1-5

  • Ramba uchifunga zvinhu zvawakaitirwa naMwari

  • Ramba uchifunga nezvetariro yeramangwana

  • Paunenge uchinyengetera, tenda Jehovha nemakomborero aakakupa.