Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

August 8-14

MAPISAREMA 92-101

August 8-14
  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 161-162 ¶18-19—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Imi Vakwegura—Mune Basa Rinokosha (Pis 92:12-15): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Imi VakweguraMune Basa Rinokosha. (Endai patv.jw.org, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > BHAIBHERI.) Kana yapera, bvunzai vateereri zvavadzidza. Kurudzirai vakwegura kuti vapewo vechidiki ruzivo rwavainarwo. Kurudzirai vechiduku kuti vatsvage mazano kune vanhu vakura pavanenge vachida kuita zvisarudzo zvinokosha muupenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 21 ¶13-22 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 29 Nemunyengetero