Zviitiko Zvinokosha

ZVIITIKO ZVINOKOSHA

“Kusanganiswazve Semhuri Imwe Chete” Pagungano rechiTagalog Rakaitirwa muRome!

Aka ndiko kaiva kekutanga kuti zviuru zveZvapupu zvaJehovha zvemuEurope zvinotaura chiTagalog zvipinde gungano remazuva matatu mumutauro wavo.

ZVIITIKO ZVINOKOSHA

“Kusanganiswazve Semhuri Imwe Chete” Pagungano rechiTagalog Rakaitirwa muRome!

Aka ndiko kaiva kekutanga kuti zviuru zveZvapupu zvaJehovha zvemuEurope zvinotaura chiTagalog zvipinde gungano remazuva matatu mumutauro wavo.

Dai Tangoramba Tiri Pano

Ona kudanana uye kubatana kwakaita vanhu vemarudzi akasiyana-siyana uye vanotaura mitauro yakasiyana pagungano guru remunharaunda rakaitwa muYangon, kuMyanmar.

Chipo Chematiketi 19 000 Endege

Dare Rinotungamirira reZvapupu zvaJehovha rakabatsira mamishinari nevamwe vari mubasa renguva yakazara vanoshumira vari kune dzimwe nyika kuti vambodzokera kumusha kuti vanopinda magungano vachionana neveukama.

Kirasi yechi138 yeChikoro cheBhaibheri cheWatchtower cheGiriyedhi

Vadzidzi vakaita musangano wekupedza chikoro musi wa14 March 2015. Vaivapo vakakurudzirwa kuramba vachidzidza nezvaJehovha Mwari uye kutevedzera Jesu Kristu.

Zvimwe Zvakaitika Pamusangano Wepagore wa2014 Muna October

Vaenzi vakawanda vaungana pamusangano wepagore weWatch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania wechi130. Ona zvimwe zvakaitika pamusangano uyu sezvavaipemberera kusvitsa kwakaita Umambo makore 100 huchitonga.

Kirasi yeGiriyedhi yechi138

Pamusangano uyu pakaimbwa nziyo dzeUmambo 4 itsva uye vadzidzi vakaudzwa zvavanofanira kuita neruzivo rwavakanga vava narwo.

Rudo Ndirwo Rwakavabatanidza paGungano rekuFrankfurt kuGermany

Zviuru zvevanhu zvinobva kunyika dzakasiyana-siyana zvakaungana zvakabatana murugare.

Magungano Enyika Dzakawanda a2014—Zvapupu zvaJehovha Zviri Kutsvaka Umambo hwaMwari Pakutanga

Tarisa uone hama dzomunyika yose dzichiungana kuti dzidzidze nezvoUmambo hwaMwari.