Nakidzwa nekuona vhidhiyo yegungano guru remunharaunda rakaitwa muYangon, kuMyanmar. Nyika iyi yakanga isingadyidzani nedzimwe nyika dzakawanda kwemakumi emakore, asi gungano iri rakaratidza kubatana uye kudanana kwehama dzedu.