Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zvimwe Zvakaitika Pamusangano Wepagore wa2014

Zvimwe Zvakaitika Pamusangano Wepagore wa2014

Vaenzi vanobva kunyika dzakawanda vakaungana pamusangano wepagore weWatch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania wechi130. Ona zvimwe zvakaitika pamusangano uyu.

Unogona kuona purogiramu yose yeMusangano Wepagore wa2014 paNhepfenyuro yeJW.