Nyaya Dzichangobva Kubudiswa Papeji Yekutanga
“Kiyi dzeUmambo” Chii?
Kiyi idzi dzaiita basa rei uye ndiani akadzishandisa?
Kutakurwa Nemhepo Kunoitwa Mhodzi yeDandelion—Zvakangoitika Zvega Here?
Mhodzi yedandelion inotakurwa nemhepo isingashandisi simba rakawanda kupfuura rinoshandiswa nemaparashutu.
Nyanzvi Dzezvemamiriro Ekunze Dzinoyambira nezveEl Niño Yakaipisisa
El Niño yakaipisisa inogona kukanganisa zvakanyanya mamiriro ekunze pasi rese. Kusagadzikana kwemamiriro ekunze kunozadzisa uprofita hweBhaibheri here, uye Bhaibheri rinopa tariro ipi?
Shoko raMwari Ichokwadi—Bhuku Rinobatsira Pakudzidza Bhaibheri
Wedzera kunzwisisa zviri mubhuku rimwe nerimwe reBhaibheri nekuongorora zvaiitika parakanyorwa, mibvunzo uyewo pfupiso yebhuku racho rauri kudzidza.
Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi
Mwari anoda kuti vakadzi vabatwe zvakanaka. Ona kuti nei Mwari achivada uye kuti achaitei nenyaya yekubatwa zvisina kunaka kwevakadzi.
Kubatsira Vanhu Vasingaoni
Ona kuti Zvapupu zvaJehovha zviri kubatsira sei vanhu vasingaoni uye vasinganyatsooni zvakanaka kuti vave netariro inobva muBhaibheri.
Hurumende Dzingaunza Runyararo Panyika Here?
Hapana hurumende yevanhu inokwanisa kuita kuti panyika pave nerunyararo. Asi Musiki wedu anozvigona uye achazviita!
Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti?
Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire.
Sei Ndichifanira Kunyengetera? Mwari Achandinzwa Here?
Zvauchaita ndizvo zvichatema kuti munyengetero wako uchanzwiwa here kana kuti kwete.
Nei Vanhu Vakawanda Vakasurukirwa?
Ona zvimwe zvinhu zvinokonzera kusurukirwa uye zvinotoita kuti kuwedzere.
Chokwadi Nezveramangwana
Simbisa tariro yako yekuti zvinotaurwa naMwari kuti zvichaitika panyika zvichazadzika.
‘Jesu Akatii Nezvekudengenyeka Kwenyika Kukuru’?
Anengemakore 2 000 apfuura, Jesu akataura kuti: “Kuchava nekudengenyeka kwenyika kukuru.”Nei mashoko akataurwa naJesu achinyanya kukosha mazuva ano?

