Enda pane zvauri kuda

16 JULY 2021
NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #6 2021

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #6 2021

Mumwe wevari muDare Rinotungamirira ari kutaura mashoko anokurudzira vechikuru anoratidza kuti Jehovha anovada uye anovatsigira. Vhidhiyo ino inoratidzawo zviri kuitika pabasa rekuvaka panguva ino yeCOVID-19.