Shona
Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #1 2022
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/702022003/univ/art/702022003_univ_sqr_xl.jpg

28 JANUARY 2022
NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #1 2022

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #1 2022

Mumwe wevari muDare Rinotungamirira anotiudza zviri kuitika panyaya yeCOVID uye anotikurudzirawo kuti tirambe tichingwarira zvinhu zvinogona kukanganisa ushamwari hwedu naJehovha.