Mwari Akasikirei Nyika? PLAY Mwari Akasikirei Nyika? Nei Mwari akasika nyika? Ichazombova paradhiso here? Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Kumashure Mberi Nyaya Dzinoenderana Neiyi Mavhidhiyo eBhaibheri—Dzidziso Huru dzeBhaibheri Zvimwe Zvaunogona Kufarira NHARIREYOMURINDI Umambo hwaMwari Huchaitei? Jesu aiziva kuti Umambo hwaMwari ndihwo hwega hunokwanisa kugadzirisa zvinhu panyika. Zvii zvakatoitwa neUmambo zvinoita kuti tive nechokwadi nazvo? MUKAI! Umambo hwaMwari Huchaita Kuti Pave ‘Nerugare Rukuru’ Umambo hwaMwari huchaita kuti panyika pave nerugare uye vanhu vabatane. DZIDZISO DZEBHAIBHERI DZINOKOSHA Umambo hwaMwari Chii? Jesu paaiva panyika nyaya yaainyanya kudzidzisa vanhu ndeyeUmambo hwaMwari. Vanhu vava nemakore akawanda vachinyengetera kuti Umambo ihwohwo huuye. MUKAI! Zvatinodzidziswa neMusiki Zvinotipa Tariro Inzwa zvimwe zvinhu zvakanaka zvatinovimbiswa naMwari kuti achaita mune ramangwana. MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA Tinoraramirei? Wakambozvibvunza here kuti, ‘Tinoraramirei?’ Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mubvunzo uyu. NEZVEDU Kumbira Kushanyirwa Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.