Mwari Anoteerera Minyengetero Yese Here?
Mwari anoda kuti vanhu vave pedyo naye kuburikidza nekunyengetera. Asi anoteerera here minyengetero yese?
Nyaya Dzinoenderana Neiyi
Mavhidhiyo eBhaibheri—Dzidziso Huru dzeBhaibheriZvimwe Zvaunogona Kufarira
MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA
Sei Ndichifanira Kunyengetera? Mwari Achandinzwa Here?
Zvauchaita ndizvo zvichatema kuti munyengetero wako uchanzwiwa here kana kuti kwete.
MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA
Nei Mwari Asinganzwi Mimwe Minyengetero?
Ona kuti minyengetero yakaita sei isingapindurwi naMwari uye kuti vanhu vaasingateereri.
DZIDZISO DZEBHAIBHERI DZINOKOSHA
Zvinoita Here Kuti Uve Shamwari yaMwari?
Vanhu vava nemakore akawanda vachida kuziva Musiki wavo. Bhaibheri rinogona kutibatsira kuti tive shamwari yaMwari. Chekutanga chaunofanira kuita, kuziva zita raMwari.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Nei Ndichifanira Kunyengetera?
Munyengetero inongova nzira yekuti munhu anzwe zviri nani here, kana kuti pane zvimwe zvaunoita?
KUTSANANGURWA KWEMAVHESI
Mako 11:24 Inotsanangurwa—“Zvose Zvamunokumbira Mukunyengetera, Tendai Kuti Mazvigamuchira”
Zano rakapiwa naJesu panyaya yekunyengetera ringatibatsira sei kukunda matambudziko mazuva ano?
NEZVEDU
Kumbira Kushanyirwa
Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.
DZIDZISO DZEBHAIBHERI DZINOKOSHA

