Tichazomboonana zvekare nehama dzedu dzakafa here?

Tichazomboonana Zvekare Nehama Dzedu Dzakafa Here?

Shona
Tichazomboonana Zvekare Nehama Dzedu Dzakafa Here?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1102024315/afrn/art/1102024315_afrn_sqr_xl.jpg
T-dth pp. 1-2

Tichazomboonana zvekare nehama dzedu dzakafa here?

Tichazomboonana zvekare nehama dzedu dzakafa here?

“Nguva iri kuuya yekuti vese vari mumakuva evanoyeukwa vachanzwa inzwi rake vobuda.”—Johani 5:​28, 29.

Bhaibheri rinotivimbisa kuti

Kuti unzwe zvakawanda, enda paindaneti pawebsite inonzi jw.org.