NHARIREYOMURINDI February 2015 | Zvaungaita Kuti Ufarire Basa Rako

Vanhu vakawanda vanonakidzwa nebasa ravo uye rinovabatsira chaizvo muupenyu. Chii chakavabatsira kuti vafarire kushanda nesimba?

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvekushanda Nesimba Ndezvekare Here?

Vamwe vanhu vanofunga kuti kushanda nesimba kunonyadzisa. Asi kune vamwewo vanotofarira kushanda nesimba. Chii chakavabatsira kuti vafarire basa ravo?

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvaungaita Kuti Ufarire Kushanda Nesimba

Cherechedza mamwe mazano ari muBhaibheri anogona kukubatsira kuti ugutsikane nebasa rako uye urifarire.

KUKURUKURA NEMUVAKIDZANI

Sei Tichifanira Kuongorora Bhaibheri?

Kunyange zvazvo Bhaibheri rakanyorwa kare kare, richiri kushanda. Ringakubatsira sei mune zvose zvaunoita muupenyu?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndakafarira Chaizvo Mhinduro Dzakajeka Uye Dzine Musoro dzeBhaibheri

Ernest Loedi akawana mhinduro dzemimwe mibvunzo inokosha yeupenyu. Mhinduro dzakajeka dzeBhaibheri dzakaita kuti ave netariro yechokwadi yeramangwana.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Kududzira Hakusi kwaMwari Here?”

Chii chakaita kuti Josefa adudzire akashinga hope dzemukuru wevadiri veIjipiti, dzemukuru wevabiki uye dzaFarao? Zvakaitika sei kuti Josefa abude mujeri achienda mumuzinda wamambo muzuva rimwe chete?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Funga runyararo runovapo kana pakava nehurumende inotonga pasi rose, pasina chekutya. Nei tichigona kutenda kuti hurumende yakavimbiswa naMwari ichazovapo? Ndiani akakodzera kuva mutongi wayo?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Vanhu Vakachenjera Ndivo Vakanyora Bhaibheri Here?

Ona kuti Bhaibheri rinozvitsigira pacharo sei.