NHARIREYOMURINDI December 2011
NYAYA IRI PAKAVHA
Mwari Ari Kutirova Neshamhu Here?
Chii chiri kuita kuti njodzi dzinongoitika dzoga dziwedzere?
NYAYA IRI PAKAVHA
Njodzi Dzinongoitika Dzoga—Nei Dzanyanya Kuwanda?
Jesu akafanotaura nezvekuwedzera kwenjodzi. Izvi zvinorevei kwatiri nhasi?
NYAYA IRI PAKAVHA
Zvaungaita Nezvenjodzi Dzinongoitika Dzoga
Matanho api anobatsira aungatora pakugadzirira? Ukama naMwari hungakubatsira sei?
NYAYA IRI PAKAVHA
Kuchange Kusisina Njodzi!
Njodzi dzinongoitika dzoga dzingaita sedzicharamba dziriko nokusingaperi, asi Bhaibheri rinotipa tarisiro yakasimba yokuti zvinhu zvichachinja—munguva pfupi iri kutevera.
DZIDZISAI VANA VENYU
Vainzi “Vanakomana Vokutinhira”
Dzidza kuti unofanira kubata vamwe sei nokuverenga nyaya yaJakobho naJohani.

