NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA June 2014

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi wa4 kusvika musi wa31 August, 2014.

“Enzanisa Nzira Yetsoka Yako” Kuti Ufambire Mberi

Ungabvisa sei zvinhu zvinovhiringidza kuti ukwanise kuzadzisa zvinangwa zvako?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Zvakakodzera here kuti chitunha chomuKristu chipiswe?

Tingabatsira Sei Watinonamata Naye Akarambana Nemumwe Wake?

Ona kuti vanhu vanenge varambana vanosangana nematambudziko api uye vanoshushikana sei.

“Ida Jehovha Mwari Wako”

Ona kuti Jesu airevei paakati tide Jehovha nomwoyo wedu wose, nomweya wedu wose uye nepfungwa dzedu dzose.

“Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

Jesu airevei paakati tinofanira kuda muvakidzani wedu? Tingazviita sei?

Unoyeuka Here?

Wakanyatsoverenga here magazini eNharireyomurindi emwedzi mishoma yapfuura? Ona kana uchiri kuyeuka.

Unoona Vasina Simba Sezvinoita Jehovha Here?

Unogona kupedzisira wava kuona zvakanaka hama nehanzvadzi dzinoita sedzisina simba.

Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvakawanda Muungano

Tingabatsira sei hama dzechiduku kana kuti dzichangobhabhatidzwa kuti dzifambire mberi pakunamata?