MUKAI! Nhamba 2 2016 | Bhaibheri Rinongovawo Bhuku Rakanaka Here?
Hapana rimwe bhuku rinowanikwa nevanhu vakawanda uye rakashandurirwa mumitauro yakawanda kupfuura Bhaibheri, uye pane chikonzero chakanaka chinoita kuti zvidaro
NYAYA IRI PAKAVHA
Bhaibheri Rinongovawo Bhuku Rakanaka Here?
Nei vanhu vakaisa upenyu hwavo pangozi kuti vaverenge kana kuti vangova neBhaibheri?
MAZANO EKUBATSIRA MHURI
Kubatsira Mwana Wako Paanenge Achiyaruka
Mazano emuBhaibheri mashanu anogona kubatsira kuti nguva iyi inowanzonetsa isaomera vana.
INTERVIEW
Musayendisiti Anoongorora Nezvevana Vari Mudumbu Anotsanangura Kutenda Kwake
Purofesa Yan-Der Hsuuw aimbofunga kuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka, asi akachinja mafungiro ake paakazova musayendisiti anoita zvekutsvakurudza.
ZVINOTAURA BHAIBHERI
Kuzvidya Mwoyo
Kuzvidya mwoyo kunogona kubatsira kana kuti kukuvadza. Ungaita sei kuti usanyanya kuzvidya mwoyo?
Shiri Dzinoyevedza Dzinonzi Macaws
Verenga unzwe nezveshiri idzi dzinoyevedza.
WATCHING THE WORLD
Kudanana
Ongororo dzichangobva kuitwa dziri kuratidza kuti mazano ari muBhaibheri anobatsira.
Zvimwe Zviri paIndaneti
Ndakatanga Kufinhwa Nemararamiro Andaiita
Dmitry Korshunov aiva chidhakwa chisingaiti, asi akazochinja. Tarisa vhidhiyo iyi uone chakamubatsira kuti achinje zvakadaro.

