MUKAI! January 2013 | Kudzidzisa Vana Kuti Vaitire Vamwe Mutsa

Zvaungaita kuti usaita zvikanginiso zvitatu zvinowanzoitwa nevamwe vabereki.

Zvepasi Rino

Gara uchiziva zvinhu zviri kuitika uye zvimwe zvinonakidza munzvimbo dzakasiyana-siyana pasi rose.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kukurukura Nemwana Wenyu Ari Kuyaruka

Munombonzwa musingadi kuteerera mwana wenyu ari kuyaruka paanenge achitaura here? Chii chinoita kuti zviome?

INTERVIEW

Musayendisiti Anotsanangura Kutenda Kwake

Ona uchapupu hwesayenzi hwaakaona uye kuti sei achitenda muShoko raMwari.

NYAYA IRI PAKAVHA

Kudzidzisa Vana Kuti Vaitire Vamwe Mutsa

Chimbofunga nzira nhatu dzaungabatsira nadzo vana vako kuti vasava nepfungwa yokuda kungozvifunga ivo pachavo.

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

Kushanyira kuCameroon

Ziva nezvetsika uye vanhu venyika iyi yomuAfrica.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Paradhiso

Iri kudenga here kana kuti pasi pano? Ndiani anogona kugaramo?

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Kubhururuka Kweshiri Inonzi Bar-Tailed Godwit

Ziva nezveshiri iyi yakabhururuka kwemazuva masere, chinova chinhu chakashamisa vanhu zvikuru.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndingakurira Sei Dambudziko Rokushungurudzwa Panyaya Dzepabonde?

Ona kuti chii chinonzi kushungurudzwa panyaya dzepabonde uye kuti unofanira kuitei kana ukashungurudzwa.

Soromoni Anoita Nokuchenjera

Ona kuti zvii zvisipo pamufananidzo uyu, joina nhamba dziripo uye penda mufananidzo wacho.