Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 26–March 4

MATEU 18-19

February 26–March 4
  • Rwiyo 121 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Usazvigumbura Kana Kugumbura Vamwe”: (10 min.)

    • Mt 18:6, 7—Hatifaniri kugumbura vamwe (“guyo rinotenderedzwa nembongoro,” “zvinhu zvinogumbura” tsanangudzo dzemamwe mashoko uye “Guyo,” mapikicha nemavhidhiyo Mt 18:6,7, nwtsty)

    • Mt 18:8, 9—Hatifaniri kurega chero chii zvacho chichitigumbura (“Gehena” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 18:9, nwtsty)

    • Mt 18:10—Kana tikagumbura vamwe Jehovha anozviona (“dzichiona chiso chaBaba vangu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 18:10, nwtsty; w10 11/1 16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 18:21, 22—Tinofanira kuregerera hama yedu kangani? (“Kanosvika ka77” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 18:22, nwtsty)

    • Mt 19:7—Chinangwa ‘cherugwaro rwokudzinga’ chaiva chei? (“rugwaro rwokudzinga” tsanangudzo dzemamwe mashoko uye “Rugwaro Rwokuramba” mapikicha nemavhidhiyo Mt 19:7, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 18:18-35

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 25-26 ¶18-20—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Usambova Chikonzero Chekugumbura Vamwe (2VaK 6:3): (9 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo.

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Kuchatanga Musi wa3 March: (6 min.) Hurukuro inobva muPurogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa yaFebruary 2016 inoti, “Koka Munhu Wese Wemundima Yenyu kuChirangaridzo!” Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Taurai kuti hurukuro inokosha inoti “Jesu Kristu Anombova Ani?” ichapiwa vhiki ra19 March, 2018. Ichakurudzira vanhu kupinda Chirangaridzo. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 10, bhokisi rakanzi “Nzendo Dzaifadza

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 133 Nemunyengetero