Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 133

Namatai Jehovha Muchiri Vadiki

Namatai Jehovha Muchiri Vadiki

(Muparidzi 12:1)

  1. 1. Takakosha mumeso aMwari

    Sevechidiki vakatendeka.

    Anotimbundira zvine rudo,

    Oramba achitikomborera.

  2. 2. Nekukudza vabereki vedu,

    Tovaratidza zviri mumwoyo.

    Tofarirwa naMwari nevanhu

    Seshamwari dzaMwari dzepedyo.

  3. 3. Tiyeuke Mwari paudiki,

    Tichikura pakuda chokwadi.

    Patinoshanda nemweya wese,

    Tinofadza mwoyo waJehovha.