2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Purogiramu yeGungano

Chishanu

Purogiramu yemusi weChishanu yakavakirwa pana Ruka 2:10—“Mashoko akanaka emufaro mukuru uchava nevanhu vese.”

Mugovera

Purogiramu yemusi weMugovera yakavakirwa pana Pisarema 96:2—“Zuva nezuva zivisai mashoko akanaka ekuponesa kwake.”

Svondo

Purogiramu yemusi weSvondo yakavakirwa pana Mateu 24:14—“. . . mugumo wozosvika.”

Mashoko Kune Vachapinda Gungano

Mashoko achabatsira vanhu vachapinda gungano.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NEZVEDU

Pinda Gungano ra2025​—⁠“Kunamata Kwakachena”

Tinokukoka nemufaro kuti uzopinda gungano regore rino remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha.

MAGUNGANO

Uri Kukokwa: 2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Gungano reZvapupu zvaJehovha

Tiri kukukoka kugungano regore rino remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha.

MAGUNGANO

Nzwisa Yedhirama remuBhaibheri: Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 2 ne3

Iye zvino Jesu atova munhu mukuru uye anotanga kutsvaga vadzidzi. Asi ushumiri hwake hwatotanga kupikiswa.