NHARIREYOMURINDI April 2013 | Unogona Kufara Uye Kugutsikana Muupenyu

Musiki wedu anoda kuti tive neupenyu hunogutsa. Chii chingatibatsira kuhuwana?

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvinonyatsoita Here Kuva Neupenyu Hunofadza Uye Hunogutsa?

Tinoda chaizvo kuziva kuti zvinonyatsoita here kuva neupenyu hune chinangwa kunyaya kana tichisangana nenhamo uye kusuwa.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvakaita Kuti Jesu Ave Neupenyu Hunofadza Uye Hunogutsa

Ongorora zvinhu zvina zvakaita kuti Jesu ave neupenyu hunofadza uye hunogutsa.

NYAYA IRI PAKAVHA

Tevedzera Jesu Uve Neupenyu Hunogutsa

Mienzaniso yokubatsirwa kwakaitwa vamwe inoratidza kubatsirwa kwaungaitwa kurarama upenyu hunogutsa kana ukatevedzera zvakataurwa naJesu muMharidzo yake yepaGomo.

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

“Ndaiva Neunhu Hwakashata”

Kunyange zvake aibudirira mune zvemimhanzi, Esa aiziva kuti upenyu hwake hwaisava nechinangwa. Ona kuti muimbi uyu wemusambo weheavy-metal akawana sei mufaro wechokwadi.

Waizviziva Here?

Nei Ninivhi yekare yainzi “guta rokuteura ropa”? VaJudha vaiisirei karusvingo kanodzivirira pamatenga edzimba dzavo?

SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA

“Rambai Muchikumbira, Uye Muchazvipiwa”

Ongorora mifananidzo miviri yaJesu iri muna Ruka 11 inotsanangura kuti ungava sei nechokwadi kuti minyengetero yako inonzwiwa naMwari.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Akafamba naMwari Wechokwadi”

Tingadzidzei kuna Noa, mudzimai wake, nemhuri yavo?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Jehovha Mwari anoda kuti uzive chokwadi. Achakubatsira kuti unzwisise Magwaro.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?

Paunoita kosi yeBhaibheri inoitiswa neZvapupu zvaJehovha, unogona kushandisa chero Bhaibheri raunaro. Mhuri yako neshamwari vanogona kuvapowo paunenge uchidzidza.