NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2015

Magazini ino ine nyaya dzokudzidza kubva musi waMarch 2, kusvika April 5, 2015.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuNew York

Chii chakaita kuti mumwe murume nomudzimai vasiye imba yavo hombe yakanaka yavaida vakanogara muimba duku?

Ongai Jehovha Mukomborerwe

Kuonga kunotibatsira sei kutsungirira miedzo?

Nei Tichikoshesa Kudya kwaShe Kwemanheru?

Ungaziva sei kana Mwari akakupa tariro yokudenga kana yepanyika?

Vakai Imba Yakasimba Uye Inogara Ichifara

Shandisai zvinhu zvishanu pakuvaka imba yakasimba uye inogara ichifara.

Itai Kuti Jehovha Asimbise Imba Yenyu Uye Aichengete

Ungaitei kuti usazopedzisira waita upombwe wozozvidemba?

Murume Nomukadzi Vanokwanisa Kuva Nerudo Rwusingaperi Here?

MuRwiyo rwaSoromoni mune zvidzidzo zvinobatsira vanhu vari muwanano nevasiri.