NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2014

Magazini ino inoratidza kuti Jehovha agara ari Mambo. Inoitawo kuti tiwedzere kunzwisisa Umambo hwaMesiya uye zvahwave huchiita.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—KuWest Africa

Chii chakaita kuti vamwe vagari vekuEurope vatamire kuWest Africa, uye zvinhu zvakazovafambira sei?

Namata Jehovha, Mambo Asingagumi

Kudzidza nezvokuti Jehovha ave achiratidza sei kuti ndiBaba uye kuti ndiMambo kuchaita kuti uswedere pedyo naye.

Wakabatsirwa Sei Nemakore 100 Okutonga kwoUmambo?

Tingabatsirwa sei nekutonga kweUmambo? Ona kuti Mambo Mesiya anochenesa, anodzidzisa uye kuti anoronga sei vanhu vake.

Kusarudza Nokuchenjera Uchiri Muduku

VaKristu vechiduku vakawanda vakazvitsaurira vari kunakidzwa chaizvo nokubatsira vamwe. Ungaita sei kuti uite zvakawanda zvinoita kuti ugutsikane nokuita basa raJehovha?

Kushumira Jehovha Mazuva Okutambudzika Asati Auya

Mikana ipi ine vaKristu vakura yokuwedzera ushumiri hwavo?

“Umambo Hwenyu Ngahuuye”—Asi Huchauya Rini?

Nei tiine chivimbo chokuti Mambo akazodzwa naMwari ava pedyo nokuita kuti kuda kwaMwari kunyatsoitwa panyika?

Zvandakasarudza Ndichiri Muduku

Mukomana wechiduku anobva kuColumbus, Ohio, U.S.A. akasarudza kudzidza chiCambodian. Nei? Chisarudzo chake chakamusvitsa kupi?