NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA April 2008 Ramba ‘Zvinhu Zvisingakoshi Uye Zvisina Zvazvinobatsira’ Tsvaka Kutungamirirwa naMwari Muzvinhu Zvose Vechiduku, Yeukai Musiki Wenyu Mukuru Iye Zvino Kuva Nemba Nokuva Mubereki Munguva Ino Yomugumo Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nechinangwa? Vanogara Kwavo Voga Asi Havana Kukanganwika Unoyeuka Here? Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raJohani