NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA August 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaSeptember 26 kusvika October 23, 2016.

NYAYA YEUPENYU

Mawaniro Andakaita Mufaro Kubva Pakupa

Mumwe mujaya wekuEngland akatanga upenyu hwakazoita kuti afare, akazova mumishinari kuPuerto Rico.

Wanano—Matangiro Ayakaita Uye Chinangwa Chayo

Zvinoita here kuti titi wanano chipo chinobva kuna Mwari?

Tsvaga Chinhu Chinokosha Kupfuura Goridhe

Dzidza nzira nhatu idzo vadzidzi veBhaibheri vanogona kufananidzwa nevanhu vanotsvaga goridhe.

Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kufambira Mberi Pakunamata?

Dzidza kuti ungafambira sei mberi pakunamata.

Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kudzidzisa Vamwe?

Zvinangwa zvipi zvinokosha zvaunogona kuvabatsira kuti vave nazvo?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Nei kugeza maoko yakanga iri nyaya hombe kuvavengi vaJesu?

KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU

“Ndiri Kukohwa Zvibereko Zvinoita Kuti Jehovha Arumbidzwe”

Kunyange zvazvo Vadzidzi veBhaibheri vakanga vasinganyatsonzwisisi nyaya yekusava nedivi ravanotsigira munguva yeHondo Yenyika I, kuvimbika kwavo kwakaunza mubayiro wakanaka.