NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaFebruary 26 kusvika April 1, 2018.

VAKAZVIPA NEMWOYO UNODA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMadagascar

Inzwa nezvevamwe vashumiri vakazvipira kunobatsira kuparadzira mashoko eUmambo muMadagascar yese.

“Anopa Munhu Akaneta Simba”

Mugumo zvaunoswedera pedyo, tinotarisira kuti matambudziko eupenyu awedzere. Rugwaro rwedu rwegore rwa2018 runotiyeuchidza kuti tivimbe naJehovha kuti atipe simba.

Chirangaridzo Chinobatanidza Vanhu vaMwari

Chirangaridzo chinosimbisa sei kubatana kwedu sevanhu vaMwari? Chirangaridzo chichaitwa kekupedzisira riini?

Nei Tichipa Iye Ane Zvese?

Imwe nzira yatinoratidza nayo kuti tinoda Mwari ndeyekumupa zvinhu zvedu. Tinobatsirwa sei nekukudza Jehovha tichishandisa zvinhu zvedu zvinokosha?

Mufaro Wechokwadi Unobva Parudo Rwakaita Sei?

Kuda Mwari kwakasiyana papi nerudo runotaurwa pana 2 Timoti 3:2-4? Mhinduro dzacho dzinogona kutibatsira kuti tiwane kugutsikana nemufaro wechokwadi.

Ona Kusiyana Kwakaita Vanhu

Unhu hwevanhu vemazuva ekupedzisira hwakasiyana sei neunhu hwevanhu vaMwari?

Waizviziva Here?

VaIsraeri vaishandisa here pfungwa dziri muMutemo waMosesi pakugadzirisa kunetsana kwaitika pakati pavo?