Shona
Zviri Mukati
/assets/ct/fa815d8e9f/images/syn_placeholder_sqr.png
g04 7/8 pp. 1-2
Zviri Mukati

Zviri Mukati

July 8, 2004

Kutarisana Nezvinetso Zvokuyaruka

Zvinoitika pakuyaruka zvakarondedzerwa so“kufamba patambo yakakwirira asi pasina chinokugama.” Kungaitwa sei zvinobudirira?

3 Mufaro Nezvinetso Zvokuyaruka

4 ‘Chii Chiri Kuitika Kwandiri?’

8 “Rangarirawo Musiki Wako”

10 Kuyera Nyika Nekamuti

11 Kudavira Muna Mwari Kunopikisana Nesayenzi Here?

13 Chinoita Kuti Mamwe Masayendisiti Adavire Muna Mwari

18 Ungawanepi Mhinduro?

24 Lavender—Chipo Chepfungwa

26 Zvinotaura Bhaibheri

Zvinorevei Kuva Musoro Weimba?

32 Amai Vakangwara

Ndingaita Sei Kuti Mukomana Wangu Asandibata Zvakaipa? 21

Ungaita sei kana ukaona wave kudanana nomunhu anokutuka kana kuti kunyange kukurova?

Doro—Nyaya Yechinwiwa Chakatsvukirira 28

Vanhu vave vachibika doro kwezviuru zvemakore. Dzidza nhoroondo yaro inonakidza.