Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVIREVO 22-26

“Rovedza Mwana Nzira Yaanofanira Kufamba Nayo”

“Rovedza Mwana Nzira Yaanofanira Kufamba Nayo”

Bhuku raZvirevo rine mazano akanaka kuvabereki. Kana mapazi madiki emuti anenge akabhenda akarega kutwasanudzwa, anokura akadaro. Ndizvo zvinoitikawo kuvana. Asi kana vakanyatsodzidziswa, kakawanda kacho vanozoramba vachishumira Jehovha pavanokura.

22:6

  • Zvinoda nguva nesimba kuti unyatsodzidzisa vana

  • Vabereki vanofanira kuita zvinhu zvakanaka kuti vana vatevedzere, vachivadzidzisa, nekuvakurudzira uye vachivatsiura

22:15

  • Kuranga mwana kunoratidza kuti unoda kuti akure ari munhu kwaye

  • Vana vanofanira kurangwa nenzira dzakasiyana-siyana