May 11-17
GENESISI 38-39
Rwiyo 33 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Akaramba Aina Josefa”: (10 min.)
Ge 39:1—Josefa akava muranda muIjipiti (w14 11/1 12 ¶4-5)
Ge 39:12-14, 20—Josefa akapomerwa zvenhema ndokubva avharirwa mujeri (w14 11/1 14-15)
Ge 39:21-23—Jehovha akaramba aina Josefa (w14 11/1 15 ¶2)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 38:9, 10—Nei Jehovha akauraya Onani? (it-2-E 555)
Ge 38:15-18—Nei Judha naTamari vakaita zviri kutaurwa mumavhesi aya? (w04 1/15 30 ¶4-5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 38:1-19 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Hanzvadzi iyi yaita sei kuti mashoko ayanga ichitaura anzwisiswe nasaimba? (th chidzidzo 17) Muparidzi aigona sei kusuma chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 11)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 6)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ita saJosefa—Tiza Upombwe”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Tiza Upombwe.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 114
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 26 Nemunyengetero