Abrahamu anoteerera oenda naIsaka kuMoriya

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU March 2020

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzinotaura nezvaJesu Kristu uye chibayiro chake.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mwari Akaedza Abrahamu”

Nei Jehovha akakumbira Abrahamu kuti ape mwanakomana wake sechibayiro?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Isaka Anotsvagirwa Mudzimai

Ungadzidzei kubva kumushandi waAbrahamu nezvekuita zvisarudzo zvinokosha?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ndiani Wandichakoka kuChirangaridzo?

Ndivanaani vaunogona kukoka kuChirangaridzo cherufu rwaKristu?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Isau Anotengesa Udangwe Hwake

Zvinhu zvipi zvitsvene zvaunofanira kukoshesa?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jakobho Anokomborerwa

Jakobho akawana sei chikomborero?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jakobho Anoroora

Ungaitei kuti ufare muwanano pasinei nemiedzo inouya usingatarisiri?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Vanhu Vasingaoni

Tingatevedzera sei kuda kunoita Jehovha vanhu vasingaoni vari mundima yedu?