MaBhaibheri

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene rakarurama uye riri nyore kuverenga. Rakabudiswa rakazara kana kuti mamwe mabhuku aro mumitauro 327. Kusvika pari zvino takaprinda maBhaibheri 256 139 430. Kuti uzive zvakawanda nezveBhaibheri iri, ona nyaya yakanzi “Zvapupu zvaJehovha Zvine Bhaibheri Razvo Here?” uye yakanzi “Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva Rakarurama Here?

Mune mimwe mitauro, takabvumirwa kuprinda mamwe maBhaibheri anonyanya kushandiswa nevanhu.

ONA