Nhau
Zvabudiswa 301 - 307 pa307
Zvapupu Zviviri Zvechikuru Zvakafira Mujeri kuEritrea
Habtemichael Tesfamariam naHabtemichael Mekonen vakafa mujeri reMai Serwa Prison gore ra2018 richangotanga. Vakasungirwa zvavaitenda uye vakaitirwa utsinye kwemakore anoda kusvika 10.
Dare Repamusorosoro rekuRussia Rabhana Zvapupu zvaJehovha
Zvapupu zvaJehovha zvichakumbira kuti mutongo wapiwa wekuti sangano ravo repamutemo remuRussia risashanda uongororwe zvakare.
Gungano Renyika Dzakawanda ra2014—Nhaurirano Nemumiririri Webazi remuZimbabwe
VaJohn Jubber vanotaura nezvekubatsira kwakaita gungano renyika dzakawanda rakaitwa muHarare, muna August 2014.
Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 8 2025
Muvhidhiyo ino, tichaona kuti mavhidhiyo aMashoko Akanaka Akataurwa naJesu ari kubatsira sei vanhu.
Zvabudiswa 301 - 307 pa307

