Shona
Nhau
https://assetsnffrgf-a.akamaihd.net/assets/ct/d71826a198/images/syn_placeholder_sqr.png

Nhau

 

2024-05-03

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 3 2024

Muvhidhiyo ino, tichakurukura mazano matatu emuBhaibheri anotibatsira pamapfekero edu uye pakushambidzika kwedu.

2024-03-15

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 2 2024

Mumashoko ano abva kuDare Rinotungamirira, tichaona kuti Baba vedu vane rudo, Jehovha, vanoratidza sei kuti vanoda kuti “vanhu vese vasvike pakutendeuka.” (2Pe 3:9) Tichadzidzawo zvagadziridzwa panyaya yezvatinopfeka patinenge tichiita zvinhu zvekunamata.

2024-01-26

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 1 2024

Dzidza kuti kuda vanhu kunotibatsira sei kuti tiwedzere kushanda nesimba muushumiri.

2023-12-15

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 8 2023

Ona kuti tingaratidza sei kuti tiri vashumiri vaMwari nezvatinosarudza pakupfeka uye kutaridzika kwedu uye kuti tingaita sei kuti ungano irambe yakabatana.

2023-10-20

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 7 2023

Inzwa nezvebhuku idzva rinonzi Magwaro Anobatsira Pakurarama kwechiKristu uyewo rugwaro rwegore ra2024.

2023-08-29

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 6 2023

Muvhidhiyo ino, mumwe wevari muDare Rinotungamirira anotiratidza vhidhiyo inokurudzira yahama Negede Teklemariam.

2023-07-24

NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 5 2023

Muvhidhiyo ino, mumwe wevari muDare Rinotungamirira anokurukura naHama Dennis Christensen pamwe chete nemudzimai wavo Irina Christensen.