Enda pane zvauri kuda

May 30, 2019
NDEZVIPI ZVITSVA

Chikamu Chitsva—Zvakaitika

Chikamu Chitsva—Zvakaitika

Website yejw.org ichange yava kuratidza chikamu chitsva chinonzi “Zvakaitika.” Pachikamu ichi pachange paine nyaya dzine musoro unonzi “Bhaibheri Rinochinja Upenyu” uye dzimwe nyaya dzakabudiswa kare uye itsva dzezvakaitika kuZvapupu zvaJehovha.

PaJW Library, chikamu chakanzi “Zvakaitika” chichangobudisa nyaya itsva chete dzezvakaitika.

Ongorora chikamu chakanzi “Zvakaitika” chinowanikwa pakanzi “Nezvedu” pawebsite yedu uye paJW Library chinowanikwa pakanzi “Nyaya Dzinogara Dzichibuda.”