Ndezvipi Zvitsva paJW.ORG?

2026-05-05

DZIMWE NZIYO

Shoko Rakanaka Panguva Yakakodzera

Kana mashoko atinotaura akanaka anogona kubatsira vamwe zvikuru.

2026-05-04

MAPUROGIRAMU EZVEKUITA UYE ZVICHADZIDZWA

September–October 2026

2026-05-04

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

September–October 2026

2026-04-16

DZIDZA KUBVA KUNA JESU

“Umambo Hwangu Hahusi Hwenyika Ino”

Jesu akadzidzisa kuti Umambo hwaMwari ndihwo huchapedza matambudziko evanhu. Ona kuti zvakaitwa naJesu zvinobatsira sei vaKristu mazuva ano.

2026-04-14

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Zvaungaita Pakudzidza​—⁠Gadzirira Mhinduro Dzinokurudzira Vamwe

Ona zvinhu 4 zvinogona kukubatsira kuti ugadzirire mhinduro dzinokurudzira vamwe.

2026-04-14

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Kurumidzai Kutaurirana

Kana tikakurumidza kutaurirana nemunhu watinenge tatadza kuwirirana naye, zvinoita kuti vanhu vari muungano varambe vaine rugare uye vakabatana.

2026-04-14

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Ken Kiuchi: Kudzidziswa Kwandiri Kuitwa naJehovha

Ken Kiuchi anotsanangura kudzidziswa kwaakaitwa naJehovha paaipayona, paaishanda paBheteri uye iye zvino paava kushandira kundima.

2026-04-14

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

July 2026

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaSeptember 7–​October 4, 2026.

2026-04-08

DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Eriya

Unodzidzei kushamwari yaJehovha Eriya?

2026-04-07

DZIMWE NZIYO

“Munovhura Ruoko Rwenyu”

Rupo runa Jehovha runoita kuti imwe hanzvadzi yechidiki inzwe ichida kupawo vamwe ichifara.

2026-04-06

MATURAKITI NEMAPEPA EKUKOKA VANHU

Pepa Rekukukoka Kugungano ra2026

2026-04-06

MAPUROGIRAMU

Purogiramu Yegungano ra2026

2026-04-06

DZIMWE NZIYO

Anofara Maziso Aya (Rwiyo Rwegungano ra2026)

Ona kuti mashoko aJesu anoita sei kuti tifare, zvoita kuti tisazvidya mwoyo uye tive netariro.