Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Magazini eNharireyomurindi neMukai!

Magazini edu anotsanangura Bhaibheri anowanikwa mumitauro inopfuura 200, kusanganisira mutauro wemasaini. Nharireyomurindi inoratidza kuti zviri kuitika munyika zvinozadzisa sei uprofita hweBhaibheri. Inonyaradza vanhu nemashoko akanaka eUmambo hwaMwari uye inokurudzira vanhu kutenda muna Jesu Kristu. Mukai! inoratidza nzira yokukunda nayo matambudziko anhasi uye inoita kuti munhu avimbe nezvakavimbiswa noMusiki nezvenyika itsva ine rugare uye yakachengeteka.

Enda pakanzi Ratidza wosarudza mutauro waunoda, wobaya pakanzi Tsvaka kuti uone magazini aunoda.

 

ONA
Zvakarongwa Zvichienda Kurudyi
Zvakarongwa Zvichidzika

MUKAI!

NHARIREYOMURINDI

NHARIREYOMURINDI (YOKUDZIDZA)