‘Iva Netariro Yezvinhu Zvatisingaoni’
Satani chaanoda ndechekuti tisaramba takaperera kuna Mwari uye tirase tariro. Zvii zvatingaita kuti tirambe takaperera kuna Mwari pasinei nemiedzo yatinosangana nayo?
‘Iva Netariro Yezvinhu Zvatisingaoni’—Mashoko Okusuma
Imwe mhuri inosangana nematambudziko akafanana neanotaurwa mubhuku raJobho. Jehovha anogona kutibatsirawo kuti titsungirire miedzo yatingasangana nayo.
‘Iva Netariro Yezvinhu Zvatisingaoni’
Vhidhiyo ino, iyo inoita kuti udzamise pfungwa, ichakubatsira kuti urambe wakaperera kuna Mwari woramba uine tariro yakasimba.

