Enda pane zvauri kuda

‘Famba Nokutenda, Kwete Nokuona’

Uto revaRoma rinosiyana nezvokukomba Jerusarema kwaranga raita. Pane chisarudzo chakaoma chinofanira kuitwa nemhuri mbiri. Vachateerera here zvakataurwa naJesu, voenda zvachose vachisiya upenyu hwavanga vakajaira? Zvavachasarudza zvinogona kureva upenyu kana rufu. Vhidhiyo ino inoratidza zvakaitika zvinotaurwa muBhaibheri izvo zvinotsigirwawo nemabhuku enyika. Kuti zvibude semaitikiro azvakaita, pane kurwisana kuripo asi chinokosha hakusi kurwisana kwacho asi zvinhu zvakasangana nevaKristu vokutanga-tanga.