Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?

Rudo rwakafanana nerwevanhu vemumabhuku runowanzoguma nokurwadziwa kwemwoyo asi rudo rwechokwadi rwakavakirwa paBhaibheri.

Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?—Mashoko Okusuma

Munyika dzakasiyana-siyana mune tsika dzemo panyaya dzekudanana uye kuroorana, asi isai pfungwa dzenyu pamazano emuMagwaro anokwanisa kushanda mutsika dzose.

Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?

Bhaibheri rinogona kubatsira vaKristu kusarudza wokuroorana naye akakodzera uye kuti vangaratidza sei rudo rwechokwadi kana varoorana.