NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA February 2026

Ichadzidzwa muvhiki raApril 6–​May 3, 2026.

APRIL 6-12, 2026

Zvatingaita Kuti Tiwirirane Nehama Dzedu Dzisiri Zvapupu

Ichadzidzwa muvhiki raApril 6-​12, 2026.

APRIL 13-19, 2026

Kubhabhatidzwa Kunomiririrei Uye Nei Kuchikosha?

Ichadzidzwa muvhiki raApril 13-​19, 2026.

APRIL 20-26, 2026

Ramba Uchishanda Kuti Ubhabhatidzwe

Ichadzidzwa muvhiki raApril 20-​26, 2026.

APRIL 27–MAY 3, 2026

Gadzirira Matambudziko Anogona Kuzouya Wabhabhatidzwa

Ichadzidzwa muvhiki raApril 27–​May 3, 2026.

Vana “Inhaka Inobva Kuna Jehovha”

Vabereki vechiKristu vangaita sei kuti vave nechokwadi chekuti vana vavo vawana zvavanoda pakurarama, vari kufara uye vari kudzidziswa nezvaJehovha?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Hurumende dzevanhu dzichazivisa riini kuti “kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana”?

MUNHU WEMUBHAIBHERI

Dzidza Kutya Mwari saObhadhiya

Zvakaitwa naObhadhiya zvinotibatsira sei kuti tidzidze kutya Jehovha?