NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA April 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaMay 30 kusvika June 26, 2016.

Ushumiri Hwako Hwakaita Sedova Here?

Ungaitei kuti mashoko aunoparidza adzike zvinyoronyoro, azorodze uye ape upenyu?

Kutendeka Kunoita Kuti Tifarirwe naMwari

VaKristu vanodzidzei panyaya iri muBhaibheri yaJefta nemwanasikana wake?

Zvinhu Zvaunofungidzira Zvakanaka Here?

Zvinogona kukupinza muna taisireva kana kuti zvinoita kuti uve munhu ari nani.

“Kutsungirira Ngakupedze Basa Rakwo”

Kana ukasangana nemuedzo, zvii zvaunofanira kufunga nezvazvo? Uye ndeipi mimwe mienzaniso yevamwe vakatsungirira inogona kukusimbisa?

Nei Tichifanira Kuungana Kuti Tinamate Pamwe Chete?

Kupinda kwaunoita misangano kunokubatsira, kunobatsira vamwe uye kunofadzawo Jehovha. Unoziva kuti izvozvo zvinoitika sei here?

NYAYA YEUPENYU

Vakambopikira Usista Asi Iye Zvino Vava Hanzvadzi dzechiKristu

Chii chakaita kuti vabve pamisha yemasista yavaigara uye vasiye chechi cheRoma?

Ramba Usina Kwaunotsigira Munyika Isina Kubatana

Zvinhu zvina zvinogona kukubatsira kana ukazosangana nemuedzo wekuva nekwaunotsigira.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Chii chinonzi “chokumbofanobata”chinopiwa muKristu akazodzwa, uye “chisimbiso” chaanoiswa naMwari chii