NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA September 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaOctober 28 kusvika December 1, 2019.

Jehovha Anokoshesa Vashumiri Vake Vanozvininipisa

Zvinokosha chaizvo kuti tizvininipise. Nei dzimwe nguva zvichitiomera kuti tirambe tichizvininipisa panochinja zvinhu?

Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

Zviitiko zvipi zvikuru zvichatisvitsa paAmagedhoni? Tingaitei kuti tirambe takatendeka sezvo mugumo wava pedyo?

Nei Tichizviisa Pasi paJehovha Uye Tinozviita Sei?

Vakuru, vanababa, uye vanaamai vanogona kudzidza kuzviisa pasi kuvanhu vakadai saGavhuna Nehemiya; Mambo Dhavhidhi; uye Mariya, amai vaJesu.

“Uyai Kwandiri, . . . Uye Ini Ndichakuzorodzai”

Kubvuma kukokwa naJesu kunosanganisirei? Ticharamba tichiwana zororo pasi pejoko raJesu kana tikaita zvinhu zvitatu.

“Ndakaona Boka Guru Revanhu”

Muuprofita hwakaonekwa naJohani, Jehovha akaratidza kuti “boka guru” richapona pakutambudzika kukuru rorarama nekusingaperi panyika rakaita sei, rakakura sei, uye kusiyana-siyana kwakaita vanhu vacho.