NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA November 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaDecember 31, 2018 kusvika February 3, 2019.

“Tenga Chokwadi Urege Kuchitengesa”

Tingatenga sei chokwadi? Kana tachiwana tingachibatisisa sei?

“Ndichafamba Muchokwadi Chenyu”

Tingawedzera sei kubatisisa chokwadi chinokosha chatakadziswa naJehovha?

Vimba naJehovha Urarame!

Bhuku raHabhakuki rinogona kutibatsira kuramba takadzikama pasinei nematambudziko edu.

Ndiani Anoumba Mafungiro Ako?

Ungaita sei kuti uumbwe nemafungiro aJehovha kwete evanhu?

Uri Kuita Kuti Mafungiro aJehovha Avewo Ako Here?

‘Kuchinja pfungwa dzedu’ kunorevei, uye tingadzichinja sei?

Mutsa​—Unhu Hunoratidzwa Nezvatinotaura Nezvatinoita

Mutsa chimwe chezvibereko zvemweya mutsvene waMwari. Tingava sei neunhu uhwu hwakanaka?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Vabatsiri vakataurwa naJesu usiku hwekupedzisira asati afa ndivanaani, uye nei vakapiwa zita iroro?

Chipo Chipi Chatingapa Jehovha?

‘Zvinhu zvipi zvinokosha’ zvinotaurwa pana Zvirevo 3:9, uye tingazvishandisa sei pakuita kuti kunamata kwechokwadi kufambire mberi?