NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA July 2023

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaSeptember 11–October 8, 2023.

NYAYA YEKUDZIDZA 29

Wagadzirira Kutambudzika Kukuru Here?

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 11-17, 2023.

NYAYA YEKUDZIDZA 30

Ramba Uchiwedzera Kuda Jehovha Uye Vamwe

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 18-24, 2023.

NYAYA YEKUDZIDZA 31

“Ivai Vakasimba, Vasingazununguki”

Ichadzidzwa muvhiki raSeptember 25–October 1, 2023.

NYAYA YEKUDZIDZA 32

Tevedzera Jehovha—Iva Munhu Anonzwisisa

Ichadzidzwa muvhiki raOctober 2-8, 2023.

NYAYA YEUPENYU

Kuva Nehanya Nevamwe Kunounza Makomborero Asingaperi

Nyaya yeupenyu: Russell Reid

Waizviziva Here?

Zvidhinha zvakawanikwa mumatongo eBhabhironi uye nzira dzaishandiswa pakugadzira zvidhinha zvacho zvinoratidza sei kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi?